Johane 6:52 - Shona Bible 1949 revised 200252 Zvino vaJudha vakakakavara pakati pavo, vachiti, “Munhu uyu angatipa seiko nyama yake, tidye?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino ʋaJuda ʋakakakaʋara pakati paʋo, ʋaciti: Munhu uyu uŋgatipa seiko nyama yake, tidye? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 VaJudha vakaitirana nharo pachavo vachiti, “Munhu uyu angatipe sei nyama yake kuti tidye?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 VaJudha vakaitirana nharo pachavo vachiti, “Munhu uyu angatipe sei nyama yake kuti tidye?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Ipapo vaJudha vakatanga kukakavadzana zvikuru pakati pavo vachiti, “Munhu uyu angatipa nyama yake kuti tiidye seiko?” Viz kapitola |