Johane 6:44 - Shona Bible 1949 revised 200244 “Hakuna munhu angauya kwandiri, kana baba, vakandituma, vasingamukwevi; neni ndichamumutsa nezuva rokupedzisira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Hakunomunhu uŋgaʋuya kwandiri, kana Ƃaɓa, ʋakandituma, ʋasiŋgamukweʋi; neni ndicamumutsa nezuʋa rokupedzisira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 “Hapana angauye kwandiri kana Baba vakandituma vasina kutomukweva. Iniwo ndichazomumutsa nezuva rokupedzisira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 “Hapana angauye kwandiri kana Baba vakandituma vasina kutomukweva. Iniwo ndichazomumutsa nezuva rokupedzisira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Hakuna munhu angauya kwandiri kunze kwokunge Baba vakandituma vamukweva, uye ndichamumutsa pazuva rokupedzisira. Viz kapitola |