Johane 6:39 - Shona Bible 1949 revised 200239 Kuda kwoakandituma ndiko, kuti pazvose zvaakandipa, ndirege kurasikirwa nomumwechete waakanditurira, asi kuti ndivamutse nezuva rokupedzisira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Kuɗa kwowakandituma ndiko, kuti paɀose ɀaakandipa, ndirege kurashikirwa necimŋe, asi kuti ndicimutse nezuʋa rokupedzisira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Kuda kwewakandituma ndokuku kwokuti handifaniri kurasikirwa nechose zvacho chaanenge andipa asi kutochimutsa pazuva remhedziso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Kuda kwewakandituma ndokuku kwokuti handifaniri kurasikirwa nechose zvacho chaanenge andipa asi kutochimutsa pazuva remhedziso. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Uye uku ndiko kuda kwaiye akandituma, kuti ndirege kurasikirwa navose vaakandipa, asi kuti ndivamutse pazuva rokupedzisira. Viz kapitola |