Johane 6:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 Nokuti handina kuburuka kudenga, kuti ndiite kuda kwangu, asi kuda kwoakandituma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Nokuti handina‐kuɓuruka kuɗeŋga, kuti ndiite kuɗa kwaŋgu, asi kuɗa kwowakandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Nokuti ndakauya ndichibva kudenga kwete kuzoita kuda kwangu asi kuda kwewakandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Nokuti ndakauya ndichibva kudenga kwete kuzoita kuda kwangu asi kuda kwewakandituma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Nokuti handina kuburuka kubva kudenga kuti ndizoita kuda kwangu asi kuti ndizoita kuda kwaiye akandituma. Viz kapitola |