Johane 6:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Zvino vakati kwaari, “Ishe, tipei chingwa ichi misi yose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino ʋakati kwaari: Ishe, tipei ciŋgwa ici misi yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakati kwaari, “Tenzi tipei chingwa ichocho nguva dzose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakati kwaari, “Tenzi tipei chingwa ichocho nguva dzose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ivo vakati, “Ishe, kubva zvino zvichienda mberi, tipei chingwa ichi.” Viz kapitola |