Johane 6:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Jesu akapindura, akati kwavari, “Basa raMwari ndiro, kuti mutende kuna iye waakatuma.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akapindura, akati kwaʋari: Ƃasa raMŋari ndiro, kuti mutende kunaiye waakatuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akavapindura achiti, “Basa raMwari nderiri rokuti: Imi munofanira kutenda muna iye waakatuma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akavapindura achiti, “Basa raMwari nderiri rokuti: Imi munofanira kutenda muna iye waakatuma.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Jesu akapindura akati, “Basa raMwari nderiri: kuti mutende kuna iye waakatuma.” Viz kapitola |