Johane 5:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 Naivo baba, vakandituma, ndivo vakandipupurirawo. Hamuna kutongonzwa izwi ravo, kana kuona mufananidzo wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Naiʋo Ƃaɓa, ʋakandituma, ndiʋo ʋakandipupurira ʋo. Hamuna‐kutoŋgonzwa inzwi raʋo, kana kuʋona mufananidzo waʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Uye ivo Baba vakandituma vakapupura pachavo pamusoro pangu. Hamuna kutombonzwa inzwi ravo kana kuona chimiro chavo, Viz kapitola |