Johane 5:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Iye akapindura, akati, “Uyo andiporesa ndiye akati kwandiri, tora nhoo dzako, ufambe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iye akapindura, akati: Uyo wandiporesa ndiye wakati kwandiri: Tora nhoʋo dzako, ufambe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi iye akavapindura achiti, “Munhu andiporesa ndiye andiudza kuti, ‘Tora rukukwe rwako ufambe.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi iye akavapindura achiti, “Munhu andiporesa ndiye andiudza kuti, ‘Tora rukukwe rwako ufambe.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi iye akapindura akati, “Murume andiporesa ati kwandiri, ‘Takura rukukwe rwako ufambe.’ ” Viz kapitola |