Johane 5:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo, mutambo wavaJudha waivapo; Jesu akakwira Jerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo, mutambo waʋaJuda waiʋa’po; Jesu akakwira Jerusarema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure maizvozvi kwakaita zuva guru ravaJudha, Jesu akakwira kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mushure maizvozvi kwakaita zuva guru ravaJudha, Jesu akakwira kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwaizvozvo, Jesu akakwira kuJerusarema kumutambo wavaJudha. Viz kapitola |