Johane 4:50 - Shona Bible 1949 revised 200250 Jesu akati kwaari, “Enda hako, mwanakomana wako mupenyu.” Munhu uyu akatenda shoko rakarehwa naJesu kwaari, akaenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Jesu akati kwaari: Enda hako, mŋanakomana wako mupenyu. Munhu uyu akatenda shoko rakarebga naJesu kwaari, akaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akati, “Chiendai zvenyu mwana wenyu achararama.” Murume uya akadavira zvaakaudzwa naJesu akabva aenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akati, “Chiendai zvenyu mwana wenyu achararama.” Murume uya akadavira zvaakaudzwa naJesu akabva aenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Jesu akapindura akati, “Enda hako. Mwanakomana wako achararama.” Murume uyu akagamuchira shoko raJesu akaenda. Viz kapitola |