Johane 4:32 - Shona Bible 1949 revised 200232 Iye akati kwavari, “Ini ndine zvokudya, zvandinodya, zvamusingazivi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Iye akati kwaʋari: Ini ndineɀokudya, ɀandinodya, ɀamusiŋgaziʋi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi iye akavati, “Ndine chokudya chamusingazivi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi iye akavati, “Ndine chokudya chamusingazivi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi iye akati kwavari, “Ndine chokudya chandinodya chamusingazivi.” Viz kapitola |