Johane 4:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 Nenguva iyo vadzidzi vake vakafanomunyengetera, vachiti, “Rabhi, chidyai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Neŋguʋa iyo ʋadzidzi ʋake ʋakafano‐munyeŋgetera, ʋaciti: Rabi, cidyai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Izvozvo vadzidzi vake vakanga vachimunyengetedza vachiti, “Rabhi chimbodyai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Izvozvo vadzidzi vake vakanga vachimunyengetedza vachiti, “Rabhi chimbodyai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Vanhu vasati vasvika, vadzidzi vake vakafanomukurudzira vachiti, “Rabhi, imbowanai chamungadya.” Viz kapitola |