Johane 4:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 “Mwari ndiMweya; vanomunamata, vanofanira kumunamata mumweya nechokwadi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mŋari ndiMŋeya; ʋanomunamata, ʋanofanira kumunamata mumŋeya neɀokwaɗi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mwari mweya; saizvozvo, vanomunamata vanofanira kumunamata muMweya nomuchokwadi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mwari mweya; saizvozvo, vanomunamata vanofanira kumunamata muMweya nomuchokwadi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mwari mweya, uye vanomunamata vanofanira kumunamata mumweya nomuzvokwadi.” Viz kapitola |