Online Bible

- Reklamy -




Johane 4:18 - Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Nokuti watova navarume vashanu; uyo waunaye zvino, haasi murume wako; apo wareva chokwadi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokuti watoʋa naʋarume ʋashanu; uyo, waunaye ɀino, haazi murume wako; apo wareʋa ɀokwaɗi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Chokwadi ndeichi, wakava navarume vashanu, uye murume waunaye zvino haazi murume wako. Zvawabva mukutaura ndicho chokwadi.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 4:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy