Johane 4:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Mukadzi akati kwaari, “Ishe, ndipei mvura iyi, kuti ndirege kuzova nenyota, kana kuuya kuchera pano.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mukadzi akati kwaari: Ishe, ndipei mvura iyi, kuti ndirege kuzoʋa nenyota, kana kuʋuya kucera pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mukadzi akati kwaari, “Changamire ndipeiwo zvangu mvura iyoyo, kuti ndirege kuva nenyota zvakare kana kuzouya kuno kuzoteka mvura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mukadzi akati kwaari, “Changamire ndipeiwo zvangu mvura iyoyo, kuti ndirege kuva nenyota zvakare kana kuzouya kuno kuzoteka mvura.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mukadzi akati kwaari, “Ishe, ndipei mvura iyi kuitira kuti ndirege kuzova nenyotazve uye ndirege kuramba ndichingouya kuzochera mvura pano.” Viz kapitola |