Johane 3:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Nikodhimo akapindura, akati kwaari, “Zvinhu izvi zvingagoitwa seiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nikodimo akapindura, akati kwaari: Ɀinhu iɀi ɀiŋgagoitwa seiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nikodhimasi akamupindura achiti, “Izvi zvingaitike sei?” Jesu akamupindurawo achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nikodhimasi akamupindura achiti, “Izvi zvingaitike sei?” Jesu akamupindurawo achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nikodhimasi akati, “Zvingaitika seiko izvi?” Viz kapitola |