Johane 3:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Nokuti mumwe nomumwe, anoita zvakaipa, anovenga chiedza, haauyi pachiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti mumŋe nomumŋe, unoita ɀakaipa, unoʋeŋga ciedza, haaʋuyi paciedza, kuti maɓasa ake arege kuɓuɗiswa pacena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Mumwe nomumwe anoita zvakaipa anovenga chiedza, uye haapindi muchiedza nokuti anotya kuti mabasa ake angaiswa pachena. Viz kapitola |