Johane 21:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Ndiwoyu mudzidzi anopupura izvozvi, wakazvinyorawo; tinoziva kuti kupupura kwake ndokwechokwadi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ndiyoyu mudzidzi unopupura iɀoɀi, wakaɀinyora ʋo; tinoziʋa kuti kupupura kwake ndokwaɀokwaɗi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Iyeyu ndiye mudzidzi ari kupupura zvinhu izvi uye ndiye akanyora zvinhu izvi uyewo tinoziva kuti uchapupu hwake ndehwechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Iyeyu ndiye mudzidzi ari kupupura zvinhu izvi uye ndiye akanyora zvinhu izvi uyewo tinoziva kuti uchapupu hwake ndehwechokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ndiyeyu mudzidzi anopupura zvinhu izvi, uye akazvinyora. Tinoziva kuti kupupura kwake ndokwechokwadi. Viz kapitola |