Johane 21:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Jesu akati kwaari, “Kana ndikada kuti agare kusvikira ndichiuya, uneiko nazvo iwe? Unditevere iwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Jesu akati kwaari: Kana ndikaɗa kuti agare kuȿikira ndiciʋuya, uneiko naɀo iwe? Unditeʋere iwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jesu akati kwaari, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka zvinei newe. Chako iwe kunditevera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Jesu akati kwaari, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka zvinei newe. Chako iwe kunditevera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Jesu akapindura akati, “Kana ndichida kuti arambe ari mupenyu kusvikira ndichidzoka, unei nazvo iwe? Unofanira kunditevera iwe.” Viz kapitola |