Johane 20:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Nokuti vakanga vachigere kunzwisisa Rugwaro, runoti anofanira kumuka kuvakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti ʋakaŋga ʋacigere kunzwisisa Rugwaro, runoti unofanira kumuka kuʋakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kusvikira ipapo vakanga vasati vanzwisisa Magwaro Matsvene anoti, “Anofanira kumuka kuvakafa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kusvikira ipapo vakanga vasati vanzwisisa Magwaro Matsvene anoti, “Anofanira kumuka kuvakafa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 (Vakanga vasati vanzwisisa kubva muRugwaro kuti Jesu aifanira kumuka kubva kuvakafa.) Viz kapitola |