Online Bible

- Reklamy -




Johane 20:14 - Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino akati achireva izvozvo, akatendeukira shure, akaona Jesu amire; asi haana kuziva kuti ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino wakati acireʋa iɀoɀo, akatendeʋukira shure, akaʋona Jesu amire; asi haana‐kuziʋa kuti ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Achingoti taurei izvi akatendeuka ndokuona Jesu akamira asi haana kuziva kuti ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Achingoti taurei izvi akatendeuka ndokuona Jesu akamira asi haana kuziva kuti ndiJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo akatendeuka akatarira shure akaona Jesu amirepo, asi haana kuziva kuti akanga ari Jesu.

Viz kapitola kopírovat




Johane 20:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy