Johane 2:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Waini yakati ichizoshayikwa, mai vaJesu vakati kwaari, “Havachine waini.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Waini yakati icizoshaikwa, mai ʋaJesu ʋakati kwaari: Haʋacinewaini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Waini payakapera, amai vaJesu vakati kwaari, “Vanhu vapererwa newaini.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Waini payakapera, amai vaJesu vakati kwaari, “Vanhu vapererwa newaini.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Waini yakati yapera, mai vaJesu vakati kwaari, “Havachina waini.” Viz kapitola |