Johane 2:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Asi iye akanga achireva temberi yomuviri wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi iye wakaŋga acireʋa tembere yomuʋiri wake Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi Temberi yaaitaura waiva muviri wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi Temberi yaaitaura waiva muviri wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi temberi yaaireva waiva muviri wake. Viz kapitola |