Johane 2:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 NaJesu navadzidzi vake vakanga vadanwawo kumuchato. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 NaJesu naʋadzidzi ʋake ʋakaŋga ʋaɗanwa ʋo kumutambo wokuwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jesu akakokwawo kumuchato iwoyo pamwechete navadzidzi vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jesu akakokwawo kumuchato iwoyo pamwechete navadzidzi vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye Jesu navadzidzi vake vakanga vakokwawo kumuchato uyu. Viz kapitola |