Johane 2:18 - Shona Bible 1949 revised 200218 Zvino vaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Ungatiratidza chiratidzo cheiko, zvaunoita zvinhu izvozvo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Uŋgatiratidza ciratidzo ceiko, ɀaunoita ɀinhu iɀoɀo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Ungatipa chiratidzo chipi chingatiradza pachena kuti unoita zvinhu izvi zvose nesimba ripi?” Viz kapitola |