Johane 2:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Pasika yavaJudha yakanga yava pedyo; zvino Jesu akakwira Jerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Paseka yaʋaJuda yakaŋga yaʋa pedyo; ɀino Jesu akakwira Jerusarema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pasika yavaJudha zvayakanga yavapedyo, Jesu akakwira kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Pasika yavaJudha yakati yava pedyo, Jesu akakwira kuJerusarema. Viz kapitola |