Online Bible

- Reklamy -




Johane 2:12 - Shona Bible 1949 revised 2002

12 Shure kwaizvozvo akaburukira Kapenaume, iye namai vake navanun'una, navadzidzi vake; akagarapo mazuva mashomanane.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Shure kwaiɀoɀo wakaɓurukira Kapernaume, iye namai ʋake naʋanuŋuna, naʋadzidzi ʋake; akagara’po mazuʋa mashomanene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mushure maizvozvi akadzika kuKapenaumu naamai vake navakomanavanun'una vake navadzidzi vake vakagarako kwamazuva mashoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mushure maizvozvi akadzika kuKapenaumu naamai vake navakomanavanun'una vake navadzidzi vake vakagarako kwamazuva mashoma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Shure kwaizvozvo akaburuka akaenda kuKapenaume namai vake, navanunʼuna vake uye navadzidzi vake. Vakagara ikoko kwamazuva mashoma.

Viz kapitola kopírovat




Johane 2:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy