Online Bible

- Reklamy -




Johane 19:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 vakauya kwaari, vachiti, “Kwaziwai, Mambo wavaJudha!” Vakamurova namaoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 ʋakaʋuya kwaari, ʋaciti: Kwaziwai, Mambo waʋaJuda! Ʋakamuroʋa namaʋoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vaipota vachiuya kwaari vachimukwazisa vachiti, “Kwaziwaika Mambo wavaJudha!” Vachimurova nembama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vaipota vachiuya kwaari vachimukwazisa vachiti, “Kwaziwaika Mambo wavaJudha!” Vachimurova nembama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 vakaenda kwaari vaendazve vachiti, “Kwaziwai, mambo wavaJudha!” Uye vakamurova kumeso.

Viz kapitola kopírovat




Johane 19:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy