Johane 19:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 Zvino pamuchinjikwa waJesu pakanga pamire mai vake, nomunun'una wamai vake, Maria, mukadzi waKiropasi, naMaria Magadharina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino pamucinjikwa waJesu pakaŋga pamire mai ʋake, nomunuŋuna wamai ʋake, Maria, mukadzi waKropasi, naMaria Magdarene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Izvozvo pedyo nomuchinjikwa waJesu Pakanga pamire amai vake nomunun'una waamai vake Maria mudzimai waKiropasi naMaria Magadharena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Izvozvo pedyo nomuchinjikwa waJesu Pakanga pamire amai vake nomunun'una waamai vake Maria mudzimai waKiropasi naMaria Magadharena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Pedyo nomuchinjikwa waJesu pakanga pamire mai vake, mununʼuna wamai vake, naMaria mukadzi waKiropasi, naMaria Magadharena. Viz kapitola |