Johane 19:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 akabuda, achitakura muchinjikwa wake, akaenda kunzvimbo yainzi, “Dehenya,” nechiHebheru ichinzi, “Gorogota,” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 akaɓuɗa, acitakura mucinjikwa wake, akaenda kunɀimbo yainzi, Ƌehenya, neciHeberu icinzi Gorgota, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 akabuda akaenda akatakura muchinjikwa wake kunzvimbo inonzi, “Dehenya,” kana kuti, “Gorogota.” MuchiHebheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 akabuda akaenda akatakura muchinjikwa wake kunzvimbo inonzi, “Dehenya,” kana kuti, “Gorogota.” MuchiHebheru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Akatakura muchinjikwa wake, akabuda akaenda kunzvimbo yeDehenya (zvichireva kuti Gorogota muchiHebheru). Viz kapitola |