Johane 18:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Jesu akapindura, akati, “Ndakuudzai, kuti ndini. Kana muchinditsvaka ini, regai ava vaende;” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jesu akapindura, akati: Ndakuʋudzai, kuti ndini. Kana mucinditȿaka ini, regai aʋa ʋaende; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Jesu akavapindura achiti, “Inga wani ndakutaurirai kuti Ndini. Kana muri kutsvaka ini chiregai ava vaende zvavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Jesu akavapindura achiti, “Inga wani ndakutaurirai kuti Ndini. Kana muri kutsvaka ini chiregai ava vaende zvavo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Jesu akapindura akati, “Ndakuudzai kuti ndini iye. Kana muchitsvaka ini, zvino chiregai varume ava vaende.” Viz kapitola |