Johane 18:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Zvino Jesu, zvaakanga achiziva zvose zvaifanira kumuwira, akabuda, akati kwavari, “Munotsvaka aniko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino Jesu, ɀaakaŋga aciziʋa ɀose ɀaifanira kumuwira, akaɓuɗa, akati kwaʋari: Munotȿaka aniko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Sezvo Jesu aiziva zvose zvakanga zvichizoitika kwaari akauya kwavari akavati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Sezvo Jesu aiziva zvose zvakanga zvichizoitika kwaari akauya kwavari akavati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu, achiziva zvose zvakanga zvichizoitika kwaari, akabuda akaenda kwavari akati, “Munotsvaka ani?” Viz kapitola |