Johane 18:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Jesu akapindura, akati, “Unozvireva izvi pachako here, kana wazviudzwa navamwe pamusoro pangu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akapindura, akati: Unoɀireʋa iɀi pacako here, kana waɀiʋudzwa naʋamŋe pamsoro paŋgu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akapindura achiti, “Izvi zviri kubva mupfungwa dzenyu here kana kuti matotaurirwa navamwe nezvangu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akapindura achiti, “Izvi zviri kubva mupfungwa dzenyu here kana kuti matotaurirwa navamwe nezvangu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akati, “Kufunga kwako woga here kana kuti vamwe vataura newe pamusoro pangu?” Viz kapitola |