Johane 18:24 - Shona Bible 1949 revised 200224 Zvino Anasi akamutumira akasungwa kuna Kaifasi, mupristi mukuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Anasi akamutumira akasuŋgwa kunaKayafasi, muprista mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Anasi akamuendesa akasungwa kuna Kaifasi mupristi mukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Anasi akamuendesa akasungwa kuna Kaifasi mupristi mukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo Anasi akamuendesa, akasungwa kuna Kayafasi muprista mukuru. Viz kapitola |