Johane 17:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Zvino vanoziva kuti zvose-zvose, zvamakandipa, zvinobva kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ʋanoziʋa kuti ɀose‐ɀose, ɀamakandipa, ɀinobva kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvino vavakuziva kuti zvose zvamakandipa zvakabva kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvino vavakuziva kuti zvose zvamakandipa zvakabva kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvino vanoziva kuti zvinhu zvose zvamakandipa zvinobva kwamuri. Viz kapitola |