Johane 17:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 Ndakavazivisa zita renyu, uye ndicharizivisa, kuti rudo, rwamakandida narwo, ruve mavari, neni ndive mavari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ndakaʋaziʋisa zita renyu, ʋuye ndicariziʋisa, kuti ruɗo, rwamakandiɗa narwo, ruʋe maʋari, neni ndiʋe maʋari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndakaita kuti vazive zita renyu uye ndichaita kuti rizivikanwe kuti rudo rwamakandida narwo ruvewo mavari uyewo kuti iniwo ndive mavari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndakaita kuti vazive zita renyu uye ndichaita kuti rizivikanwe kuti rudo rwamakandida narwo ruvewo mavari uyewo kuti iniwo ndive mavari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ndakakuzivisai kwavari, uye ndicharamba ndichiita kuti vakuzivei kuitira kuti rudo rwamakandida narwo rwuve mavari uye kuti ini pachangu ndive mavari.” Viz kapitola |