Johane 17:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 kuti vose vave vamwe; semi baba muri mandiri, neni mamuri; kuti naivo vave matiri, kuti nyika itende kuti makandituma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 kuti ʋose ʋaʋe ʋamŋe; semi Ƃaɓa muri mandiri, neni mamuri; kuti naiʋo ʋaʋe matiri, kuti nyika itende kuti makandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kuti vose zvavo vave vamwechete sezvakangoita kuti imi Baba muri mandiri ini ndiri mamuri ivowo ngavave matiri kuti pasi padavire kuti imi ndimi makandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Kuti vose zvavo vave vamwechete sezvakangoita kuti imi Baba muri mandiri ini ndiri mamuri ivowo ngavave matiri kuti pasi padavire kuti imi ndimi makandituma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 kuti vose vave vamwe, Baba, sezvo imi muri mandiri uye ini ndiri mamuri. Naivowo ngavave matiri kuitira kuti nyika igotenda kuti makandituma. Viz kapitola |