Online Bible

- Reklamy -




Johane 17:15 - Shona Bible 1949 revised 2002

15 Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete panowakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Handinyeŋgeteri kuti muʋabvise panyika, asi kuti muʋaceŋgete panowakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Munyengetero wangu hausi wokuti muvabvise panyika asi kuti muvadzivirire pane akaipa.

Viz kapitola kopírovat




Johane 17:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy