Johane 16:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 “Iye kana asvika achazivisa nyika pamusoro pezvivi, napamusoro pokururama, napamusoro pokutongwa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iye kana aȿika, ucaziʋisa nyika pamsoro peɀiʋi, napamsoro pokururama, napamsoro pokutoŋgwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Paanouya achazivisa nyika kuti ine mhosva yechitadzo uye kuti ine mhosva pamafungiro ayo nezvoururami uyewo kuti ine mhosva panezvokutonga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Paanouya achazivisa nyika kuti ine mhosva yechitadzo uye kuti ine mhosva pamafungiro ayo nezvoururami uyewo kuti ine mhosva panezvokutonga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kana asvika achapa nyika mhosva pamusoro pechivi napamusoro pokururama nokutongwa: Viz kapitola |