Online Bible

- Reklamy -




Johane 16:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Asi zvino ndinoenda kune akandituma; hakuna mumwe wenyu anondibvunza, achiti, ‘Munoendepiko?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Asi ɀino ndinoenda kunowakandituma; hakunomumŋe wenyu unondibvunza, aciti: Munoendepiko?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi zvino ndavakuenda kuna akandituma. Hapana mumwe wenyu ari kumbondibvunza kuti ko muri kuenda kupi?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi zvino ndavakuenda kuna akandituma. Hapana mumwe wenyu ari kumbondibvunza kuti ko muri kuenda kupi?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Zvino ndava kuenda kune akandituma, asi hakuna mumwe wenyu anondibvunza kuti, ‘Muri kuendepiko?’

Viz kapitola kopírovat




Johane 16:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy