Johane 16:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Vadzidzi vake vakati, “Tarirai, zvino motaura pachena, hamucharevi nemifananidzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋadzidzi ʋake ʋakati: Tarirai, ɀino motaura pacena, hamucareʋi nemifananidzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vadzidzi vake vakati, “Hamuchionaka! Mavakutaura zviri pachena kwete namadimikira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vadzidzi vake vakati, “Hamuchionaka! Mavakutaura zviri pachena kwete namadimikira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo vadzidzi vaJesu vakati, “Zvino mava kutaura pachena musingaiti nemifananidzo. Viz kapitola |