Online Bible

- Reklamy -




Johane 16:27 - Shona Bible 1949 revised 2002

27 nokuti baba vemene vanokudai, nokuti makandida ini, mukatenda, kuti ini ndakabva kuna baba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 nokuti Ƃaɓa ʋamene ʋanokuɗai, nokuti makandiɗa ini, mukatenda, kuti ini ndakabva kunaƂaɓa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Aiwa! Ivo Baba pachavo vanokudai nokuti imi makandida uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Aiwa! Ivo Baba pachavo vanokudai nokuti imi makandida uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Kwete, Baba pachavo vanokudai nokuti makandida, uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari.

Viz kapitola kopírovat




Johane 16:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy