Johane 16:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 “Izvi ndakataura kwamuri nemifananidzo, nguva inouya yandisingazotauri kwamuri nemifananidzo; asi ndichakuparidzira pachena zvababa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Iɀi ndakataura kwamuri nemifananidzo, ŋguʋa inoʋuya yandisiŋgazotauri kwamuri nemifananidzo; asi ndicakuparidzirai pacena ɀaƂaɓa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Ndanga ndichitaura izvi kwamuri namadimikira nguva iri kuuya yandinenge ndisingazotauri kwamuri namadimikira yandinenge ndokutaurirai zviri pachena nezvaBaba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Ndanga ndichitaura izvi kwamuri namadimikira nguva iri kuuya yandinenge ndisingazotauri kwamuri namadimikira yandinenge ndokutaurirai zviri pachena nezvaBaba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Kunyange ndanga ndichitaura nomufananidzo, nguva inouya yandisingazotauri nemifananidzo, asi ndichakuudzai pachena pamusoro paBaba vangu. Viz kapitola |