Johane 16:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Nemi zvino mune shungu; asi ndichakuonaizve, nomwoyo yenyu ichafara; hakuna munhu angakutorerai mufaro wenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nemi ɀino muneshuŋgu; asi ndicakuʋonai ɀe, nomŋoyo yenyu icafara; hakunomunhu uŋgakutorerai mufaro wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Saizvozvo imi muri kusuruvara zvino asi ndichakuonaizve. Ipapo mwoyo yenyu ichafara hapana anozokutorerai rufaro rwenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Saizvozvo imi muri kusuruvara zvino asi ndichakuonaizve. Ipapo mwoyo yenyu ichafara hapana anozokutorerai rufaro rwenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Naizvozvo nemiwo zvino inguva yenyu yokusuwa, asi ndichakuonai zvakare uye muchafara, uye hakuna achakutorerai mufaro wenyu. Viz kapitola |