Johane 16:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Vachakubudisai mumasinagoge; asi nguva inosvika, mumwe nomumwe wakakuurayai, achati anobatira Mwari basa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋacakuɓuɗisai mumasinagoge; asi ŋguʋa inoȿika, mumŋe nomumŋe wakakuʋurayai, ucati unoɓatira Mŋari ɓasa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vachakudzingai mumaSinagogu. Chokwadi, chokwadi nguva iri kuuya yokuti anokuurayai achafunga kuti ari kutoitira Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vachakudzingai mumaSinagogu. Chokwadi, chokwadi nguva iri kuuya yokuti anokuurayai achafunga kuti ari kutoitira Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vachakubudisai musinagoge; chokwadi ndechokuti, nguva iri kuuya yokuti munhu anokuurayai achafunga kuti ari kushandira Mwari. Viz kapitola |