Johane 16:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 Zvose baba zvavanazvo, ndezvangu; naizvozvo ndakati, achatora pane zvangu, achikuparidzai izvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀose Ƃaɓa ɀaʋanaɀo, ndeɀaŋgu; naiɀoɀo ndakati: Ucatora paneɀaŋgu, akakuparidzai iɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvose zvaBaba ndezvangu, ndokusaka ndati achatora zvandinenge ndataura achikutaurirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvose zvaBaba ndezvangu, ndokusaka ndati achatora zvandinenge ndataura achikutaurirai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zvose zvaBaba ndezvangu. Ndokusaka ndakati Mweya achatora zvangu agozvizivisa kwamuri. Viz kapitola |