Johane 16:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Achandikudza, nokuti achatora pane zvangu achikuparidzai izvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ucandikudza, nokuti ucatora paneɀaŋgu, akakuparidzai iɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Achandiwanisa mukurumbira achitora zvandinotaura achizvitaura kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Achandiwanisa mukurumbira achitora zvandinotaura achizvitaura kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Achauyisa kukudzwa kwandiri nokutora pane zvangu achizvizivisa kwamuri. Viz kapitola |