Johane 16:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 “Ndine zvizhinji zvandinoda kukuudzai; asi hamugoni kuzvigamuchira zvino. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndineɀizhinji ɀandinoɗa kukuʋudzai; asi hamugoni kuɀigamucira ɀino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Ndine zvizhinji zvandingade kukutaurirai asi parizvino hamungakwanisani nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Ndine zvizhinji zvandingade kukutaurirai asi parizvino hamungakwanisani nazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Ndine zvizhinji zvokutaura kwamuri, zvakawanda zvokuti hamungagoni kuzvitakura iye zvino. Viz kapitola |