Johane 16:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 pamusoro pokururama, nokuti ndinoenda kuna baba, hamungazondioni; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 pamsoro pokururama, nokuti ndinoenda kunaƂaɓa, hamuŋgazondiʋoni; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pane zvoururami, nokuti ini ndava kutoenda kuna Baba uye hamuzoramba muchindiona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Pane zvoururami, nokuti ini ndava kutoenda kuna Baba uye hamuzoramba muchindiona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 pamusoro pokururama, nokuti ndiri kuenda kuna Baba, kwamusingazondionizve; Viz kapitola |