Johane 15:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Baba sezvavakandida, neni ndakakudai; garai murudo rwangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ƃaɓa seɀaʋakandiɗa, neni ndakakuɗai; garai muruɗo rwaŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Sokundida kwakaita Baba ndokukudaiwo kwandakaita. Rambai muri murudo rwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Sokundida kwakaita Baba ndokukudaiwo kwandakaita. Rambai muri murudo rwangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Sezvo Baba vakandida, neniwo ndakakudai, zvino, chigarai murudo rwangu. Viz kapitola |